VANA Chiremba veku France vazivisa ivo kuti COVID-19 inogona kutapukira kumwana achiri mudumbu. Izvi zvakazivisa mushure mekunge chikomana chakaberekwa namai vaive neCOVID-19 chakawana chirwere ichi chisati chaona zuva. Nyaya Na Cathrine Murombedzi Chikomana ichi chinonzi chakazvimba huropi. Izvi zvinonzi zvakaitika utachiona hwakadanhira kubva mubvuo (placenta) chichipinda kumwana. Zvinofadza ndezvekuti mwana arikuratidza kuita zvakanaka zvekuti achanaya kuve chigwindiri. Vazvina fundo vaive vambonyeurira veruzhinji nekutapukira kweutachiona nguva apfuura, asi vaive vasina ruzivo ruzere nazvo,” munyori mukuru, Dr Daniele De Luca, vanoshandira paAntoine Beclere Hospital iri pedyo neguta guru reParis. “Tazviona zvavapachena kuti…
Read MoreCategory: HealthTimes Vernacular
We give you Health News in vernacular languages namely Chishona, Ndebele and all other minority languages
