Zvisikana Zvidiki Zvotengesa Bonde MuChiredzi

INGUVA dzepfumbamwe Manheru, vazhinji muguta re Chiredzi vakugadizirira kunorara kuti vafumo bata jongwe muromo vakananga kumabasa zuva rinoteverea. Vutunga huri mubishi kuita ma press up hwakamirira kuti vanhu varare huwane kusvusvura. Na Michael Gwarisa ari Muchiredzi Nechekure, kurikunzwika Redhiyo ichidandauka zvekuti huyai muone. Miridzo nemheterwa zvirikuridzwa kuratidza kuti vanhu vari kutamba chipisi. Haungatombofungiri kuti kune Lockdown. Mukuru umwe atakataura naye akati iye mhere mhere iyi yainge ichibva kubhawa re Chigarapasi, rinova zvakare bhawa gururusa kupinda mamwe ose munyika yeZimbabwe. Tati fambe Chinhamwe takananga kwaibva neruzha, takaona mumugagwa unoenda ku Chigarapasi…

Read More