Kudya Sikarudzi Dzakawanda Kunogona Kukonzera Gomarara Re Mumuromo ne Pagurokuro- Vanamzvikokota

WANGA uchizviziva here kuti kudya sikarudzi senzira (Oral Sex) yekuita bonde kunogona kukuisa muna taisireva? Njodzi huru iripo kana uri munhu uya anosangana neshamwari dzakawanda dzepabonde huye uchifarira zvekudya yekera. Na Michael Gwarisa Vanamazvikokota vanoona nezve denda re Gomarara kana kuti Cancer vanoti ivo zvinokwanisika kuti hutaichiona hwe Human Papilloma Virus (HPV) hunokonzera cancer kuti hutapururanwe kupfurikidza ne nekudya sika rudzi dzaka siyana siyana. Kune tvsakurudzo dzakanyorwa mu Annals of Oncology dzakatarisa zvakawanikwa ne National Health and Nutrition Survey zvinova zvakaratidza kuti vanhu zviuru zvemazana 13, 089 vemakore ari pakati…

Read More