BAZI rinoona nezve utachiona hweGomarara mu Zimbabwe, Cancer Association of Zimbabwe (CAZ) rakurudzira vanhurume kuti vaite bonde chaizvo kana kurasa mbeu kanokwana iko makumi maviri neimwe (21) kuita kudzoivirara hutachiona kwegomarara re Prostate (Prostate Cancer). Na Michael Gwarisa Vachitaura ivo pamusangano wevatori venhau wakarongwa ne Bazi Re zvehutachiona hwe HIV Muzimbabwe re National Aids Council (NAC) wakaitirwa ku Chinhoyi, Vanoona Nezvekufambiswa kwemashoko ku CAZ, Muzvare Priscilla Mangwiro vakati mutsvakurudzo dzakaitwa nanamazvikokota, zvinoratidza kuti kurasa mbeu kanokwana iko makumi maviri neimwe pamwedzi woga woga kunogona kuderedza mukana wekuti varume vabate hutaichaiona…
Read More